KwaunobvaDuramazwiPpuwa

Duramazwi

puwa

-piwa
1

Akabva anzi ketu ketu mari yake yose, kwaa kutoi-puwa ipapo.

Rangarira kuti munhu haafanirwi kutaura asina kupuwa mukana wokutaura uyewo kupinganidza vakuru vachitaura.

Pane zvouvaranomwe, vavariro ishoko guru kana kuti dzidziso inenge ichida kupuwa nasarungano, nyanduri kana munyori.

Zvine chekuita

-piwa

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

puzuzu

Kuti puzuzu kutaridza kupusa kukuru, kunoonekwa kazhinji pachiso.

Verenga

Swipe for the next word