Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kuti pwa kurira kunoita chinhu chinenge chatsemuka, sezvakaita puranga kana kuti rukuni.
Kurira kwechinhu chiri kutsemuka kana kuputika.
Kupwa kupera kunoita mvura pamusana pokupisa kwezuva kana kwemoto.

Nzizi huru zvadzapwa kudai nhaka tichafa nenzara.
Kuti pwa kurira kunoita chinhu chinenge chatsemuka, sezvakaita puranga kana kuti rukuni.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pwaa
Kuti pwaa kurova munhu nezvakaita sembama zvokuti panonzikwa ruzha.
VerengaSwipe for the next word