KwaunobvaMitupoSoko Kumene

Mitupo · Soko

Soko Kumene

No totem animal · Vaera Soko · Hwedza, Murehwa, Domboshava, Hwedza, Mhondoro, Murehwa, Mudzi, Murehwa, Mutoko

Zvinoreva mutupo uyu

Soko Kumene is a Shona totem from the Soko (monkey) line, symbolizing wisdom, resilience, and strong family bonds. It represents a clan that stays united, learns through life’s trials, and moves with quiet sense. Bearers are expected to be grounded, observant, and respectful of ancestors and community.

Mazita emumba

Soko · MaNcube · Mwenewazvo · Mancube · Mwenewazvo · Soko

Vanoera uyu

4% of Participants

Chidawo

Maita Soko, Soko Makwiramiti. Zvaitwa Kumene, YokwaMasawi naNyamhuno, VokwaMvurachena, VokwaNhengoyepwa Inogodoranwa vana vakadya. Maita vokwaMadooehanga, VokwaMutiwawa naChikanga. Maita vokwaChinamavi, Mahomuhomu, mufamba ndichitapudza, Kuti nhumbu ipeveve, Vakasvuuka magaro nokuda zvituru, VaDeredzo, vari muMhedza, Vane mhezi pamwoyo, Kwamunodaniwa muchienda, Nyika ndeyenyu Chiwere. Aiwa zvaitwa Kumene, Pasi ngapavate Matarira, Mwana waMutinhima, Zvaonekwa Dzivaremvura.

Dzimwe dzimba dzeSoko

Mitupo yose