Tsumo · Unhu
Takabva neko kumhunga hakuna ipwa.
Zvinorehwa
Munhu ngaarangarire kwaakabva uye mamiriro aiva kumusha kwake, arege kuzvikudza nokuti ave nezvimwe zvinhu.
What it means
One should remember one's humble origins rather than growing arrogant.
Word for word
Where we come from, there is no sugarcane among the millet.