Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achipuvira musango anenge achingonanga kwaasingazivi kuti mberi kwacho kwakamira sei.
1

Kupuvira kungosvika munhu achizvipinza munyaya yaasinganzwisisi kuti iri kunanga nokupi.
2

Iwe rega kupuvira munyaya iyi, ine jere mukati.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03puvu
Kuti puvu kuisa munyu wakawandisa muchinhu chaunenge wabika.
VerengaSwipe for the next word