Duramazwi
Zvinoreva
Kana chinhu chati puu chinenge chadonha pasi.
1
Kana chinhu chati puu chinenge chadonha pasi.
Mwana wevaridzi akaona rima, ndokuzongoti puu negotsi paainge agere ipapo.
Bhiza rakati kwiru apo rainge ratsika nyoka. munhu ainge akarigadha ndiye puu pasi.
Kana chinhu chati puu chinenge chadonha pasi.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03puva
Kuti puva kuwira mumvura kwechinhu chikuru, zvinoita kuti mvura ibva yapfapfaidzika.
VerengaSwipe for the next word