Kwaunobva/Duramazwi/P/pivhu
Duramazwi
Kuti pivhu kudimbura chinhu uchiita zvidimbu.
papfu · pipfu
pivi
Kuti pivi kuwanza poda dzakaita sepaudha neripisitiki kumeso.
piwa
ported
piyanisa
Kupiyanisa kupesanisa kana kutandika zvinhu.
Swipe for the next word