KwaunobvaDuramazwiPpiyanisa

Duramazwi

piyanisa

-pesanisa

Zvinoreva

Kupiyanisa kupesanisa kana kutandika zvinhu.

1

Kupiyanisa kupesanisa kana kutandika zvinhu.

Kana wakapfeka kamhini kesiketi, hazviiti kuti uzogara wakapiyanisa makumbo.

Kana uchirwa nomumhu unopiyanisa maoko, kuitira kuvhika kuti zvibhakera zvisasvika kumeso.

Kana vanhu vachinzi vapiyanisa tsvimbo vanenge vashatirisana, vogadzirira kurwisana.

Zvakafanana

-pesanisa

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word