KwaunobvaDuramazwiPpa

Duramazwi · chiito

pa

administer · bestow · equip · furnish · generous · Grant · give; donate · at · Per

pamhadu

Zvinoreva

Kuti pa kurova munhu kana chimwewo chinhu zvakasimba, uchishandisa mbama kana chimwewo chinhu chakapamhamha.

Ichi chivakashure chinoratidza urefu hwenguva hunoparadzanisa zviitiko zvakafanana. Musevenzi anogona kutambiriswa paawa, pazuva, pasvondo kana pamwedzi, asi zvepagore zvawava kutaura izvi ini handisati ndambozvinzwawo.

Kana murume apa munhukadzi mwana anenge amuiti sa nhumbu. Akaita zvake murume wako akakuramba asi asiya akupa vana.

1

Jira rakanga rakayanikwa pa waya rakati wirikiti pasi pakauya mhepo huru.

Mutambo wenhabvu unota- mbwa nebhora rakakakwa nemape- pa kana madhende.

Kukatanura kubvisa chinhu chakayanikwa kana chakapaikira pawaya kana pa-minzwa.

2

Ichi chivakashure chinoratidza urefu hwenguva hunoparadzanisa zviitiko zvakafanana. Musevenzi anogona kutambiriswa paawa, pazuva, pasvondo kana pamwedzi, asi zvepagore zvawava kutaura izvi ini handisati ndambozvinzwawo.

Mutambo wenhabvu unota- mbwa nebhora rakakakwa nemape- pa kana madhende.

Kudhoneta pa zvinhu pachena kuvanhu vanoda rubatsiro kana kuti vanoshaya.

Uku kutsindinuka kunoita panzvimbo panga pa chirwirwa nevanhu kana mhuka.

3

Kana murume apa munhukadzi mwana anenge amuiti sa nhumbu. Akaita zvake murume wako akakuramba asi asiya akupa vana.

Uku kutsindinuka kunoita panzvimbo panga pa chirwirwa nevanhu kana mhuka.

Ravandiro imhashu huru ine mavara machena pa-musoro, nemapapiro matsvuku.

Kana mudzi-viro uchidziuka unenge uchibva pa-unege wakavhara.

Zvakafanana

pamhadu

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pa pa pa

Kuti pa pa pa kurova kunoita hana kana munhu avhunduswa.

Verenga

Swipe for the next word