KwaunobvaDuramazwiPpika

Duramazwi

pika

swear

-fukura-bheja

Zvinoreva

musoro rive iro rinoenda pasi, ranga riri pasi roenda pamusoro.

Kana uchipika unenge uchipa vimbiso yokuti zvauri kutaura ndicho chokwadi chemamirire ezvinhu.

Kupika kugara mutirongo sechirango chemhosva yaunenge wapera. Kana ukaba n'ombe, unopika jere makore mazhinji chaizvo.

1

Maitakue akabva atakura hembe dzake dzose nemari iya yose kwave kupika kuti aisafa akadzoka pamba pababa vavo.

Bhanditi munhu ari kupika jeri, anoshanda sechirango chemhosva yaakapara.

Kupika kana kufembera kazhinji uchitsigira nemari.

2

Ndinopika namai vangu kuti ndizvo chaizvo zvamakataura imi!

Maitakue akabva atakura hembe dzake dzose nemari iya yose kwave kupika kuti aisafa akadzoka pamba pababa vavo.

Bhanditi munhu ari kupika jeri, anoshanda sechirango chemhosva yaakapara.

3

Kupika kugara mutirongo sechirango chemhosva yaunenge wapera. Kana ukaba n'ombe, unopika jere makore mazhinji chaizvo.

Maitakue akabva atakura hembe dzake dzose nemari iya yose kwave kupika kuti aisafa akadzoka pamba pababa vavo.

Kupika kana kufembera kazhinji uchitsigira nemari.

Kupika kugara mutirongo sechirango chemhosva yaunenge wapera. Kana ukaba n'ombe, unopika jere makore mazhinji chaizvo.

4

Kana uchipika unenge uchichera pasi nepiki.

Zvakafanana

-fukura · -bheja

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pikerere

Pikerere kuitika kwezvinoramba zvichiederera mberi, _zvisingaperi_.

Verenga

Swipe for the next word