Duramazwi · zita
Zvinoreva
Piki mudziyo wokucheresa pakaomarara une mativi maviri.
1
Piki mudziyo wokucheresa pakaomarara une mativi maviri.
Kana munhu achitora munhu piki- cha anenge achitekenya kamera kuitira kuti mufanikiso ugobuda.
Piki mudziyo wokucheresa pakaomarara une mativi maviri.
Kana uchipika unenge uchichera pasi nepiki.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pikicha
picture
VerengaSwipe for the next word