KwaunobvaDuramazwiSsarudza

Duramazwi · chiito

sarudza

choose · elect · nominate · segregate · select · selective

Zvinoreva

Kutsaurira chimwe chinhu pane zvakawanda.

1

Kutsaurira chimwe chinhu pane zvakawanda.

Sarudza musoro umwe chete pane inotevera uite zvakurutsa wozonyora rondedzero inozadza mapeji mana.

Sarudza nyaudzosingwi shanu chete kubva pane dzakapuwa.

Zvokuita Sarudza madimikira mana pane anotevera, zvino chiashandisa muzvirevo uchibudisa pachena zvaanoreva: i.

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word