KwaunobvaDuramazwiSsarudzo

Duramazwi · zita

sarudzo

appointment · preference · choice · choices · election · elections · option · poll · selection

Zvinoreva

Mhedzisiro yekusarudza chinhu chimwe chete.

1

Mhedzisiro yekusarudza chinhu chimwe chete.

Nezuro waindipopotera ndainge ndatadza chii munhu aita sarudzo yevana vangu.

Temu urefu hwenguva inotenderwa munhu kutungamirira nyika, bato kana sangano pasati paitwa imwe sarudzo.

Mukunyora rondedzero munyori anogona kushandisa mutauri wokutanga, wepiri kana wetatu zvichibva nesarudzo yake.

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word