Duramazwi01 / 03tsatikaKutsatika kubuda zvi-ne simba kunoita mvura kana muto wechinhu chatsikirirwa.Verenga→
Duramazwi02 / 03tsatisaKutsatisa kubudisa mvura kana muto muchinhu uchiita zvokuchipfanya zvine simba.Verenga→