KwaunobvaDuramazwiTtsatika

Duramazwi

tsatika

-dzatuka

Zvinoreva

Kutsatika kubuda zvi-ne simba kunoita mvura kana muto wechinhu chatsikirirwa.

1

Kutsatika kubuda zvi-ne simba kunoita mvura kana muto wechinhu chatsikirirwa.

Tomatisi rakatsatika ratsikwa nebhasikoro.

Kutsatika kubuda zvi-ne simba kunoita mvura kana muto wechinhu chatsikirirwa.

Zvakafanana

-dzatuka

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsatisa

Kutsatisa kubudisa mvura kana muto muchinhu uchiita zvokuchipfanya zvine simba.

Verenga

Swipe for the next word