KwaunobvaDuramazwiTtsarukano

Duramazwi · zita

tsarukano

Zvinoreva

Kana chinhu chichinzi chine tsarukano chinenge chakakosha.

1

Kana chinhu chichinzi chine tsarukano chinenge chakakosha.

Ukatanga nemazwi asina tsarukano, muverengi akasviba mwoyo,anongozoverenga zvinotevera asisina shungu dzakawanda.

Mushandi akaendesa nyaya yake kuapirikoti mushure mekunge anga amiswa basa zvisina tsarukano.

Mboora munhu anoita zvinhu zvinenge zvisina tsarukano mukugarisana kwake navamwe.

2

Kana zvinhu zvichinzi zvine tsarukano zvinenge zvichinzwisisikwa mafambiro azvo. *Mwana uya akafa zvisina kana tsarukano*.

Mamwe mazwi ane T

T

Swipe for the next word