Duramazwi · zita
chikonzerokonzero
Zvinoreva
Sakiso mamiriro ezvinhu anokonzera kuitika kwezvimwewo. Sakiso yokufoira kazhinji kutamba nechikoro.
1

Pane zvemaumbirwo omutauro, sakiso rudzi rwerebeso inovandurira dzinde rechiito. Rebeso yasakiso iri nyore kutsanangura pane yegoneko.
Chisakiso chokufoira uku kutamba nguva yebasa.
2
Pane zvemaumbirwo omutauro, sakiso rudzi rwerebeso inovandurira dzinde rechiito. Rebeso yasakiso iri nyore kutsanangura pane yegoneko.
Zvakafanana
chikonzero · konzero
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sakodzera
unfit
VerengaSwipe for the next word