Duramazwi
sakurira
-sakura
Duramazwi
Kana uchisakurira mbesa kana muriwo, unenge uchibvisa bundo nebadza uchinyatsogadziridza ivhu rakautenderedza.

Kubvukuta kusakurira zviyo muvhu kuti zvigomera kana zvanayiwa nemvura.
Kana uchisakurira mbesa kana muriwo, unenge uchibvisa bundo nebadza uchinyatsogadziridza ivhu rakautenderedza.
-sakura
Duramazwi
01 / 03sakuro
Kana vanhu vachiti vane sakuro vanenge vachireva kuti mumunda mavo mazara masora, saka basa rakavawandira.
VerengaSwipe for the next word