Duramazwi · zita
Zvinoreva
Tsarimba imhodzi dzemiti yakaita semunhondo, mupfuti, musasa nemuunze.
1

Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsaro
Tsaro munda usati wamborimwa. Tsaro inoda kurimwa kaviri nemombe kuti uzogona kudyara mbesa.
VerengaSwipe for the next word