KwaunobvaDuramazwiTtsaro

Duramazwi · zita

tsaro

Zvinoreva

Tsaro munda usati wamborimwa. Tsaro inoda kurimwa kaviri nemombe kuti uzogona kudyara mbesa.

1

Tsaro munda usati wamborimwa. Tsaro inoda kurimwa kaviri nemombe kuti uzogona kudyara mbesa.

Tsaro munda usati wamborimwa. Tsaro inoda kurimwa kaviri nemombe kuti uzogona kudyara mbesa.

Ichi chikwenzi chine tumashizha tudiki, twakapfawa, tune mvere, chinoita maruva eshora uye chinowanikwa mutsaro.

Zvakafanana

gombo

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsarukana

Kana chinhu chakatsarukana chinenge chakakosha.

Verenga

Swipe for the next word