Duramazwi · zita
ukoshi
significance · validity · worth · value
Duramazwi · zita
significance · validity · worth · value
Ukoshi ruremekedzo runopiwa munhu kana chinhu. Nyaya iyi haina ukoshi zvokuti vanhu vanofanira kukanganwa nezvayo.

Ngandiveni munhu anoda kuti zvose zvakanaka zviitike kwaari, uye kuti pose panosarudzawa vanhu noukoshi avepowo.
Duramazwi
01 / 03ukristu
Ukristu mugariro wokutevedzera tsika dzechikristu, dzinotendera kuti Jesu akazvarwa, akafa nekuzomuka kuti aponese vanhu vese.
VerengaSwipe for the next word