Duramazwi · zita
Maturo
chatter · unprofitable · vanity · worthless · vain
Duramazwi · zita
chatter · unprofitable · vanity · worthless · vain
Kana zvinhu zvichinzi zvine maturo zvinenge zvakanaka, zvichiyemurika kana kuti zvichibatsira. Zvawakaita zvekusiya vana vari vega iwe uchienda kumafaro ndizvo zvinonzi zvisina maturo chaizvo.
Kana zvinhu zvichinzi zvine maturo zvinenge zvakanaka, zvichiyemurika kana kuti zvichibatsira. Zvawakaita zvekusiya vana vari vega iwe uchienda kumafaro ndizvo zvinonzi zvisina maturo chaizvo.
Unofanira kubvisa pfungwa dzekutya ndiko kuti usazonzwe zvimwe zvinhu zvisina maturo.
Kuroropodza kutaur ra zvinhu zvisina maturo, kunowanoitwa nemunhu anenge achipopota.
Kubwerebweta kutaura tusina maturo. Usangobwerebweta seusingazivi zvauri.
Duramazwi
01 / 03matururo
Matururo idoro rinopiwa anenge abatsira vasengi vedoro kuridzikisa kubva pamusoro vachiriisa pasi.
VerengaSwipe for the next word