Duramazwi · zita
Zvinoreva
Uku chiratidzapedo chezita emupanda 15 ne17.
Rutsuta.
1

Vamhofu vane zvavakanzwa havo kuti kune zvainge zvichiitika kuback door uku.
Akamboda kuzvishingisa kuti kwete, uku kushinha kwehope chete asi mwoyo wake wakaramba.
Tadiwa akaramba akatarisa amai Mhofu uku ainge akabata dumbu rake.
2

Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03uku nekoko
Kuno nekoko.
VerengaSwipe for the next word