KwaunobvaDuramazwiKkunhu

Duramazwi · zita

kunhu

Zvinoreva

Panzvimbo ino panguva iyeye (here).

1

Panzvimbo ino panguva iyeye (here).

Kana ukavigira munhu chinhu unenge wauya nacho kubva kumwe kunhu kuti uzomupa.

Kana munhu asvikira kumwe kunhu anenge atanga kuendako asati apfuurira mberi.

Kuti pfori kuenda kumwe kunhu kwakaita semusango kana nzvimbo itsva, wobva warasika.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kunja

Kana munhu ati kunja anenge adonha zvinoburitsa ruzha runonzikwa nevaripo.

Verenga

Swipe for the next word