Duramazwi
Zvinoreva
Kukunjaira kufamba kwemunhu anozvida.
1
Kukunjaira kufamba kwemunhu anozvida.
Mukuwasha paakanyimwa mukadzi nekuti aka- nga aramba kubvisa mari yerusimu- dzo, akakunjaira achienda kumota kwake, ndiye hutu.
Kunjaira kumhanya zvishoma, sezvinoita vanhu vanomhanya mazuva ose kuitira kusimbisa miviri yavo.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kuno
Iri izwi rinoshandiswa ku- reva kudivi kana kunzvimbo kune- nge kuine mutauiri.
VerengaSwipe for the next word