KwaunobvaDuramazwiUukukutu

Duramazwi · zita

ukukutu

Zvinoreva

Ukukutu kuoma kwepasi.

1

Ukukutu kuoma kwepasi.

Kana munhu achinzi mukukutu anenge akasimba, asingarwari.

Kana munhu achinzi ane mwoyo mukukutu anenge achiti, kana ane chaati ndicho obva aomesera zvinhu ipapo, asingadi kutupfunyura.

2

Ukukutu kuva nemuviri neutano hwakanaka. Sekuru vangu vaiva noukukutu hwokugona kufamba vasina mudonzvo, kusvika vave namakore makumi mapfumbamwe okuzvarwa.

3

Ukukutu kuva nemwoyo wakaomarara.

Zvakafanana

umba

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

ukuri

Ukuri madziro omukati memba.

Verenga

Swipe for the next word