KwaunobvaDuramazwiUukurudza

Duramazwi · zita

ukurudza

Zvinoreva

Kukurudza mumatambudziko.

1

Kukurudza mumatambudziko.

Kugukurudza kuchema kunoita huku inenge yabva kukandira zai.

Kusukurudza mukanwa kana mudziyo nemvura (to rinse).

Kusukurudza kugeza kekupedzisira nemvura yakachena, kuti zvauri kugeza zvibve zvanyatsochena. Sukurudza mbatya idzo uyanike.

Mamwe mazwi ane U

U

Swipe for the next word