KwaunobvaDuramazwiUUkuru

Duramazwi · zita

Ukuru

excellency · grandeur · greatness · seniority · superiority · majesty

Zvinoreva

Ukuru chinhanho chekunge munhu ayaruka kubva muupwere, ava munhu anozvimirira ega. Mwana asvikirwa nemudzimu apihwa ukuru.

1

Ukuru chinhanho chekunge munhu ayaruka kubva muupwere, ava munhu anozvimirira ega. Mwana asvikirwa nemudzimu apihwa ukuru.

Tinofanirwa kuremekedza ukuru hwose hwunenge huripo padare sokuti: lshe, madzisadunhu / masabhuku nemakurukota.

Mune zvemabasa chinzvimbo chomunhu ukuru hweutungamiriri hwaanenge anahwo pabasa.

Muturu ukuru hwomuviri womunhu kana hwemhuka, nokutaridzika kwawo somukuru kana mudiki.

2

Ukuru chinhanho chekuva nemakore akapfuura evamwe.

3

Ukuru chinzvimbo chomunhu ari pamusoro pevamwe kubasa kana mumba.

Zvakasiyana

uduku

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

ukurudza

Kukurudza mumatambudziko.

Verenga

Swipe for the next word