Duramazwi · zita
masimba
control · forces · powers
Duramazwi · zita
control · forces · powers
Masimba mukana wokuita zvimwe zvinhu munhu achishandisa mitemo inenge ichimubvumidza kuita izvozvo. Ndine masimba okukubudisa mumba mangu kana ukaramba wotaura *zvisina maturo*.
Masimba mukana wokuita zvimwe zvinhu munhu achishandisa mitemo inenge ichimubvumidza kuita izvozvo. Ndine masimba okukubudisa mumba mangu kana ukaramba wotaura *zvisina maturo*.
Murume uyu akagarwa neshavi rinomupa masimba okuvhima.
Kuchinya chinhu chemvura uchishandisa masimba echanza kuitira kubudisa zvemukati.
Utongi chinzvimbo kana nguva inenge mumwe munhu ane masimba achitungamirira vanhu.
Duramazwi
01 / 03masimo
Masimo inzvimbo inenge ine zvakadyarwa mairi.
VerengaSwipe for the next word