Duramazwi · zita
masikati
afternoons · daytime · afternoon · noon · midday
Duramazwi · zita
afternoons · daytime · afternoon · noon · midday
Masikati inguva iri pakati pemangwanani nemanheru kana zuva rava nechepakati pedenga.
Masikati izwi rekukwazisa naro vanhu munguva inenge zuva rakwira zvokuti ringangova nechepakati pedenga.

Apo nemarii yainge yamboburitswa masikati zvaito ratidza kuti zviri kuvaitira chete.
Vakangoerekana vasvika asi aiva masikati hawo vakatosvika vana vachiona TV.
Aifanira kunge dai akaona mared flags masikati akabva achizongotambira kure neni uko.
Masikati izwi rekukwazisa naro vanhu munguva inenge zuva rakwira zvokuti ringangova nechepakati pedenga.
Vakangoerekana vasvika asi aiva masikati hawo vakatosvika vana vachiona TV.
Aifanira kunge dai akaona mared flags masikati akabva achizongotambira kure neni uko.
Ave masikati Tanaka ari mukitchen achitosuka hake akangonzwa "Gogoi " munhu achitopinda.
Duramazwi
01 / 03masimba
control
VerengaSwipe for the next word