KwaunobvaDuramazwiMmusi

Duramazwi · zita

musi

Zvinoreva

Musi inguva inobvira mangwanini vanhu vachimuka kusvika vanhu vachienda kunorara usiku.

1

Musi inguva inobvira mangwanini vanhu vachimuka kusvika vanhu vachienda kunorara usiku.

Musi weSvondo takaswera kubhora.

The next day akafumo mukira zvekare kwave kunoudzwa kuti aizodzoka musi waitevera.

Vakavimbisa vana kuti vaizoenda navo kunotenga maurniforms musi waitevera.

Zvakafanana

zuva

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word