Duramazwi · zita
mushwavo
musangosango
Duramazwi · zita
Mushwavo chikwenzi chinoita mapazi akawanda, anoita minzwa, chinobereka zvivana zvinosungirwa mumaoko nemumakumbo semagagada.

Duramazwi
01 / 03mushwehwa
Mushwehwa rudzi rwechipfeko chinoiswa rekeni muchiuno kuti chibate.
VerengaSwipe for the next word