KwaunobvaDuramazwiSsikati

Duramazwi · zita

sikati

Zvinoreva

Nguva yezuva zuva riri pakati-kati pedenga.

1

Nguva yezuva zuva riri pakati-kati pedenga.

Ave masikati Tanaka ari mukitchen achitosuka hake akangonzwa "Gogoi " munhu achitopinda.

Ndodzoka ndokuona masikati ndadzoka kuchikoro anditi.

Maimhofu vainge vama bvisa masikati pavakamaona ari mukati vachitoshaya kuti ko door rino kiirwei nemukati.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sikavakadzi

Ava vana vechikwenzi chinonzi musikavakadzi.

Verenga

Swipe for the next word