KwaunobvaDuramazwiSsikadhi

Duramazwi · zita

sikadhi

Zvinoreva

anogona kuzozvara mwana asingaone.

Sikadhi chombo chekurwisa nacho, chinokandwa munhu ari kure chaizvo chinogona kuparadza zvinhu zvihombe zvakaita semotokari nedzimba.

1

2

3

(rupawo) Sikadhi idoro remasese rinotengeswa mumabhawa uye rinochengeterwa muchigaba chepurasitiki.

4

(rupawo) Sikadhi chigaba chepurasitiki

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word