KwaunobvaDuramazwiSsika

Duramazwi

sika

create

Zvinoreva

Kusika kuita kuti chinhu chisipo uye chisati chakambovepo chivepo, pasina kuchigadzira nezviripo kare.

Kuti sika kuiita chinhu nemoyo wose usingadzokeri sure.

1

Mwari ndiye akasika denga nenyika.

Kana mukoma vakati sika kuridza gitare, hautsukuduri.

Kana munhu achiti sika sika nekurima anenge achingoramba achirima pasina kuzorora.

2

Kana munhu achisika sadza anenge achirivhoronga nomusika kuti riputsike mapundu.

3

Kusika nyimo kuita mutambo wokudzivhiriridza kuti dzitenderere musiko dzichidemana.

4

Kuti sika kuiita chinhu nemoyo wose usingadzokeri sure.

Kana mukoma vakati sika kuridza gitare, hautsukuduri.

Kana munhu achiti sika sika nekurima anenge achingoramba achirima pasina kuzorora.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sika sika

Kana munhu achiti sika sika nekurima anenge achingoramba achirima pasina kuzorora.

Verenga

Swipe for the next word