Duramazwi
Zvinoreva
Kugova kuvamwe.
1
Kugova kuvamwe.
Uchiri kurangarira here basa ratakakusiira kuti uite tisati taenderera mberi nokudzidza.
Uchaona kuti chidzidzo chehurukuro ichi chichakusiira upfumi hwekuve nepfungwa dzakatesva.
2
Kana ukasiira mumwe chekudya unenge watanga wadya, zvino wozorega kupedza kuti iye agozowanawo.
Pamengo iina dziya dzandatenga ndichasiirawo munin'ina wangu mbiri.
3
Kana ukasiira munhu chinhu unenge wamupa kuti afanochengeta.
4
Kana mufi akasiira vana vake pfuma anenge ati izogoverwa kwaari paanofa.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03siirira
Kana ukasiirira zvimwe pakutaura unenge wataura asi usina kubudisa zvese.
VerengaSwipe for the next word