KwaunobvaDuramazwiSsiirira

Duramazwi

siirira

Zvinoreva

Kana ukasiirira zvimwe pakutaura unenge wataura asi usina kubudisa zvese.

1

Kana ukasiirira zvimwe pakutaura unenge wataura asi usina kubudisa zvese.

Kana munhu anogera akakungurungunda musoro, anenge akugera achisiirira-siirira vhudzi.

Kubhovozera munhu kumutaurira chokwadi chezvakaitika pasina chaunosiirira.

Kana ukasiirira zvimwe pakutaura unenge wataura asi usina kubudisa zvese.

2

Kusiira kutaura kana kuita usingapedzedze.

3

Kumanza.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

siisii

Siisii ishiri diki ine diti bvumbu nemuviri webhuruu, inochema ichiti sii-sii.

Verenga

Swipe for the next word