Duramazwi
Zvinoreva
Kusiya zvimwe zvashoma pane zvizhinji.
1
Kusiya zvimwe zvashoma pane zvizhinji.
Ukaita kana kutaura chinhu zvizere, unenge wanyatsochipedza pasina chawasiyirira.
Kuberebeda kudya chibage munhu achiruma dzimwe tsanga nemazino, dzimwe achisiyirira.
Kuti berebedu kuruma-ruma chinhu uchisiyirira zvimwe kana kusiya chava nemaburi maburi.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03siyiwa pachena
Kana munhu achinzi asiyiwa pachena, anenge afumurwa zviito zvake pana vanhu, zvinomunyadzisa zvikuru.
VerengaSwipe for the next word