KwaunobvaDuramazwiSsiyira panzira

Duramazwi

siyira panzira

Zvinoreva

Kusyira panzira kutaura kana kuita chinhu usingapedze.

1

Kusyira panzira kutaura kana kuita chinhu usingapedze.

Tamboedza kupedza ndima yamatisyira, asi tazoisyira panzira misana yorwadza.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

siyirira

Kusiya zvimwe zvashoma pane zvizhinji.

Verenga

Swipe for the next word