KwaunobvaDuramazwiSsiyanisa

Duramazwi

siyanisa

distinguishing · distinguish

Zvinoreva

Kusiyanisa kuita kuti chinhu chitaridzike zvakasiyana nechimwe.

1

Kusiyanisa kuita kuti chinhu chitaridzike zvakasiyana nechimwe.

Kusiyanisa kuita kuti chinhu chitaridzike zvakasiyana nechimwe.

Kana vaberiki vachironga mhuri vanenge vachisvika pakubvumirana kuti voita vana vangani, uye kuti vovasiyanisa nemakore mangani.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

siyano

Siyano ndezvinenge zvisina kufanana pazvinhu zvinenge zvaenzaniswa.

Verenga

Swipe for the next word