KwaunobvaDuramazwiSsiya ngoma ichirira

Duramazwi

siya ngoma ichirira

Zvinoreva

Kusiya ngoma ichirira kuzvibvisa panhu kana kuzviuraisa nezvinhu zvenhando.

1

Kusiya ngoma ichirira kuzvibvisa panhu kana kuzviuraisa nezvinhu zvenhando.

Zveruziso zvowoda izvi, mazuvano unosiya ngoma ichirira.

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word