KwaunobvaDuramazwiSsiyana-siyana

Duramazwi

siyana-siyana

considerably · fluctuate · multiple · diverse

Zvinoreva

Kana zvinhu zvichinzi zvakasiyana-siyana zvinenge zviri zvemhando dzine marudzi akawanda.

1

Kana zvinhu zvichinzi zvakasiyana-siyana zvinenge zviri zvemhando dzine marudzi akawanda.

Musika wakanaka zvikiru pakuti unotengesa zvakasiyana-siyana zvokuti zvose zvaunoda unozviwana.

Somuenzaniso mazwi ose akadzokororwa madzitsi awo kana aine nyaudzirwa nhatu kana kupfuura anoiswa chisungazwi sokuti siyana-siyana.

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word