KwaunobvaDuramazwiSsiyidzana

Duramazwi

siyidzana

Zvinoreva

Kana vanhu vasiyidzana vanenge varwa kana kutamba zvakaenzana, pasina akunda mumwe.

1

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

siyira panzira

Kusyira panzira kutaura kana kuita chinhu usingapedze.

Verenga

Swipe for the next word