KwaunobvaDuramazwiDdhirowa

Duramazwi

dhirowa

Zvinoreva

Kudhirowa kutara mitsara inoburitsa chiumbwa chaunenge uchida.

Kana uchidhirowa mari unenge uchiitora kubhengi kwaunenge wakaichengetesa.

Kukwanisa kutarisa nenzira yehutano kure (drawer).

1

2

3

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dhirowo

Dhirowo mudziyo unowanikwa pazvinhu zvakavezwa, unochengeterwa zvinhu zvinhu zvidiki uye unoita zvokukakatwa kuti uvhurike tukamuri twayo.

Verenga

Swipe for the next word