KwaunobvaDuramazwiSsiyiwa pachena

Duramazwi

siyiwa pachena

Zvinoreva

Kana munhu achinzi asiyiwa pachena, anenge afumurwa zviito zvake pana vanhu, zvinomunyadzisa zvikuru.

1

Kana munhu achinzi asiyiwa pachena, anenge afumurwa zviito zvake pana vanhu, zvinomunyadzisa zvikuru.

2

Kana munhu achinzi akasiyiwa pachena anenge akavimbisana neumwe kuti vachaita chimwe chinhu vose, asi ozorasiswa pokupedzisira.

Mukomana uya akazosiyiwa pachena musi womuchato, musikana atiza neumwe murume.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

siza

Siza kuchekwa kunoita munhukadzi padumbu, kuti mwana aburitswe, kana achinge atadza kubuda nekunzira kwaamai.

Verenga

Swipe for the next word