Duramazwi
fumuka
shameless
-reruka
Duramazwi
shameless
Kana munhu achinzi akafumuka anenge asinganyari zvakaipa zvaanoita.

Kana mushonga wafumuka unenge usisina basa nokuti unenge wava kutozikanwa nezvawo.
Kufufumuka kusimukira kana kututuma, sezvinoita chingwa chichibikwa.
Kana munhu achinzi akafumuka anenge asinganyari zvakaipa zvaanoita.
Kana mushonga wafumuka unenge usisina basa nokuti unenge wava kutozikanwa nezvawo.
-reruka
Duramazwi
01 / 03fumura
Kubudisa chinhu chakaipa pachena.
VerengaSwipe for the next word