KwaunobvaDuramazwiFfumvara

Duramazwi

fumvara

-fumva

Zvinoreva

Kufumvara kugara pasi munhu akakotamira mberi uye akanyarara, achitaridza kusuwa.

1

Kufumvara kugara pasi munhu akakotamira mberi uye akanyarara, achitaridza kusuwa.

Kufumvara kugara pasi munhu akakotamira mberi uye akanyarara, achitaridza kusuwa.

Kana jira richinzi rapfumvara rinenge rasakara rava dete uye racheneruka.

Zvakafanana

-fumva

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

funa

Kufuna kuvhiya mhuka uchinyatsobvisa nyama yose padovo, zvakanaka.

Verenga

Swipe for the next word