KwaunobvaDuramazwiFfuna

Duramazwi

funa

Zvinoreva

Kufuna kuvhiya mhuka uchinyatsobvisa nyama yose padovo, zvakanaka.

1

Kuti funa funa kutsvaka neshungu chinhu chinenge chichinetsa kuwana.

Kana munhu achifuna-funa anenge achitsvaga chinhu chisiri kuwanikwa, kana kuti chinonetsa kuwana.

Kufuna kuvhiya mhuka uchinyatsobvisa nyama yose padovo, zvakanaka.

2

Kunyinura.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

funa funa

Kuti funa funa kutsvaka neshungu chinhu chinenge chichinetsa kuwana.

Verenga

Swipe for the next word