KwaunobvaDuramazwiFfunda

Duramazwi

funda

-gutsa

Zvinoreva

Kufunda munhu kumupa zvokudya zvakawanda, zvokuti anongogara akaguta.

Kudzidza.

1

Kufunda munhu kumupa zvokudya zvakawanda, zvokuti anongogara akaguta.

Kudzokorora chidzidzo kunokubatsira zvikuru kunyatsonzwisisa mukufunda kwako.

Hakuna kana mwana wavo akaita hanya nekufunda nokuti upenyu hwavo hwaiva mutserendende.

Hazvigoneki kuti munhu utaure wakafunda zimusuva resadza.

2

Kudzidza.

Kudzokorora chidzidzo kunokubatsira zvikuru kunyatsonzwisisa mukufunda kwako.

Hazvigoneki kuti munhu utaure wakafunda zimusuva resadza.

Murume uyu anoganza nokufunda kwake.

Zvakafanana

-gutsa

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

funda [-pfunda]

Kufunda chokunwa kana kuti chokudya mumukanwa kuchichengetamo usingamedzi kana kutsenga.

Verenga

Swipe for the next word