KwaunobvaDuramazwiFfunde

Duramazwi · zita

funde

Zvinoreva

Danda duku rerutsanga richiri manyoro.

1

Danda duku rerutsanga richiri manyoro.

Mukuru mukuru hanga haigari pfunde.

Hunzvi zvinhu zvakaita souchi, zviri zvitema, zvinowanikwa pamapfunde kana zviyo.

Mapfunde chirimwa chinorarama pasina mvura yakawanda uye chine vana vanobikiswa doro.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fundi

Fundi mashizha anotanga kubuda muvhu panomera mbatatisi.

Verenga

Swipe for the next word